Kimy blue

Текст песни Kutsvaga Cash

Kutsvaga Cash видео клип

No photo
Обзор
Голоса:
0
Неверный текст?

Kimy blue - Текст песни Kutsvaga Cash

mese musango ndiona Ndaka tyoka pachikona
Kutsvaga Cash chete ndozvandino gona
Mazuva ose pando muka ndinege ndiri pai kubva top kusvika down ndichitsvaga life ...........x2

Ndoona vanhu vakawanda vanotaura zvakawanda vanofunga Inini k b ndinebasa nezvakawanda handidi ma d dhabha i always burn rubber babie rangu rinondida even ndiri pa zabha ndoswera ndichi famba famba kunanaira fanike kamba Vana vachi mhanya mhanya vachifara neku tamba tirikutsaga mari coz hatinga swere tiri pamba tiri muguta tichi tamba nema private number tosungwa toenda kamba vachifunga ndine chamba bamunini vangu vakamba vanobva vava nyorera tsamba buditsai mupfanha iyeye shuwa makutadza kutamba tirikutsaga mari zvakangwara fanika chals charamba

Chorus chorus chorus chorus

Ndomuka every morning handimbo sunge tayi mari yese tongotora dozen't meter kuti iri payi mai vangu vaindiudza kubva ndichiri mudiki paye chistarisa zviri mberi wosiyana ne zviri behind vasikana vemu bhawa kuda masiyananeni pandanga ndisinga wane mari manga muri payi vamwe vakatiramba b p yavo iri high vaifunga ndivo vega vaskana pa Zengeza 2 high torova suicide tichi tambira pasi bhora torarira ma dollas vamwe vachidya madora pa 4434 tichifunga Hora bmw yakapakwa panze yakatyoraKimy blue - Kutsvaga Cash - http://ru.motolyrics.com/kimy-blue/kutsvaga-cash-lyrics.html

Chorus chorus chorus chorus chorus

Kutsvaga pekuraramira amai ndinga zviite sei zvinhu zvadai handiiziva kuti ndiyoka life amai ehh ehh........... X2

Chorus chorus chorus chorus

(Outro)- another one of those nock out production oblick, busy ,trymo irun manyame roc-a-fellla yoooooooo

Оставить комментарий

Что вы думаете о песне "Kutsvaga Cash"? Напишите ваш комментарий.

Рекомендуемые песни